Joshua 15:63 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 63 Vanakomana vaJudha havana kukwanisa kudzinga+ vaJebhusi+ vaigara muJerusarema;+ uye vaJebhusi vachiri kugara nevanakomana vaJudha muJerusarema kusvikira nhasi. Vatongi 1:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Naftari+ haana kudzinga vagari vokuBheti-shemeshi nevagari vokuBheti-anati,+ asi vakaramba vachigara pakati pevaKenani vaigara munyika yacho;+ uye vagari vokuBheti-shemeshi nevokuBheti-anati vakava vavo kuti vavashandise basa rokumanikidzirwa.+ Hosiya 7:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Efremu anozvivhenganisa nemamwe marudzi.+ Efremu ava keke reraundi risina kupindurwa.+
63 Vanakomana vaJudha havana kukwanisa kudzinga+ vaJebhusi+ vaigara muJerusarema;+ uye vaJebhusi vachiri kugara nevanakomana vaJudha muJerusarema kusvikira nhasi.
33 Naftari+ haana kudzinga vagari vokuBheti-shemeshi nevagari vokuBheti-anati,+ asi vakaramba vachigara pakati pevaKenani vaigara munyika yacho;+ uye vagari vokuBheti-shemeshi nevokuBheti-anati vakava vavo kuti vavashandise basa rokumanikidzirwa.+