Eksodho 23:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Havafaniri kugara munyika yako, kuti varege kukuita kuti unditadzire. Kana ukashumira vanamwari vavo, zvichava musungo kwauri.”+ Vatongi 2:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Naizvozvo, iniwo ndati, ‘Handichavadzingi pamberi penyu, vachava misungo kwamuri,+ uye vanamwari vavo vachava sehwambo kwamuri.’”+
33 Havafaniri kugara munyika yako, kuti varege kukuita kuti unditadzire. Kana ukashumira vanamwari vavo, zvichava musungo kwauri.”+
3 Naizvozvo, iniwo ndati, ‘Handichavadzingi pamberi penyu, vachava misungo kwamuri,+ uye vanamwari vavo vachava sehwambo kwamuri.’”+