1 Makoronike 29:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Naizvozvo Dhavhidhi akarumbidza+ Jehovha ungano yose ichizviona,+ Dhavhidhi akati: “Haiwa Jehovha Mwari waIsraeri+ baba vedu, rumbidzwai+ narini kusvikira narini. Pisarema 41:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Jehovha Mwari waIsraeri ngaarumbidzwe+Narini kusvikira narini.+Ameni, Ameni.+ Ruka 1:68 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 68 “Jehovha Mwari waIsraeri ngaarumbidzwe,+ nokuti afunga nezvevanhu vake+ uye avanunura.+
10 Naizvozvo Dhavhidhi akarumbidza+ Jehovha ungano yose ichizviona,+ Dhavhidhi akati: “Haiwa Jehovha Mwari waIsraeri+ baba vedu, rumbidzwai+ narini kusvikira narini.