Jobho 29:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Pandaienda kugedhi retaundi,+Pandaigadzira chigaro changu munzvimbo inoungana vanhu!+ Mabasa 4:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino Petro, azadzwa nomudzimu mutsvene,+ akati kwavari: “Vatongi vevanhu nevarume vakuru,