Eksodho 15:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Jah ndiye simba rangu nokusimba kwangu,+ nokuti ndiye ruponeso rwangu.+Uyu ndiye Mwari wangu, uye ndichamurumbidza;+ Mwari wababa vangu,+ uye ndichamukwidziridza.+ Pisarema 117:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti mutsa wake worudo kwatiri wakava nesimba;+Chokwadi+ chaJehovha chinogara nokusingagumi.Rumbidzai Jah!+ Pisarema 150:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Chinhu chose chinofema—ngachirumbidze Jah.+Rumbidzai Jah!+ Zvakazarurwa 19:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Pashure pezvinhu izvi ndakanzwa inzwi guru rakanga rakaita sereboka guru revanhu vaiva kudenga.+ Vakati: “Rumbidzai Jah!+ Ruponeso+ nokukudzwa nesimba ndezvaMwari wedu,+
2 Jah ndiye simba rangu nokusimba kwangu,+ nokuti ndiye ruponeso rwangu.+Uyu ndiye Mwari wangu, uye ndichamurumbidza;+ Mwari wababa vangu,+ uye ndichamukwidziridza.+
2 Nokuti mutsa wake worudo kwatiri wakava nesimba;+Chokwadi+ chaJehovha chinogara nokusingagumi.Rumbidzai Jah!+
19 Pashure pezvinhu izvi ndakanzwa inzwi guru rakanga rakaita sereboka guru revanhu vaiva kudenga.+ Vakati: “Rumbidzai Jah!+ Ruponeso+ nokukudzwa nesimba ndezvaMwari wedu,+