Eksodho 15:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Jah* ndiye simba rangu nemudziviriri wangu, nekuti ava ruponeso rwangu.+ Uyu ndiye Mwari wangu, uye ndichamurumbidza;+ Mwari wababa vangu,+ uye ndichamukudza.+ Eksodho Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 15:2 Nharireyomurindi,10/15/1995, pp. 10-117/1/1990, pp. 18-19
2 Jah* ndiye simba rangu nemudziviriri wangu, nekuti ava ruponeso rwangu.+ Uyu ndiye Mwari wangu, uye ndichamurumbidza;+ Mwari wababa vangu,+ uye ndichamukudza.+