1 Samueri 5:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 VaAshdhodhi vakafumomuka zuva rakatevera racho, vakaona Dhagoni akawira pasi nechiso chake pamberi peareka yaJehovha.+ Naizvozvo vakatora Dhagoni vakamudzorera panzvimbo yake.+ Isaya 46:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vanomutakura papfudzi,+ vanoenda naye vomuisa munzvimbo yake kuti amire. Haatsuguduki panzvimbo yake yaanomira.+ Kunyange kana munhu akashevedzera kwaari, iye haapinduri; haaponesi munhu pakutambudzika kwake.+ Mabasa 17:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 “Naizvozvo, zvatiri vana vaMwari,+ hatifaniri kufunga kuti Mwari+ akafanana nendarama kana sirivha kana dombo, kufanana nechimwe chinhu chakavezwa nounyanzvi nouchenjeri hwomunhu.+
3 VaAshdhodhi vakafumomuka zuva rakatevera racho, vakaona Dhagoni akawira pasi nechiso chake pamberi peareka yaJehovha.+ Naizvozvo vakatora Dhagoni vakamudzorera panzvimbo yake.+
7 Vanomutakura papfudzi,+ vanoenda naye vomuisa munzvimbo yake kuti amire. Haatsuguduki panzvimbo yake yaanomira.+ Kunyange kana munhu akashevedzera kwaari, iye haapinduri; haaponesi munhu pakutambudzika kwake.+
29 “Naizvozvo, zvatiri vana vaMwari,+ hatifaniri kufunga kuti Mwari+ akafanana nendarama kana sirivha kana dombo, kufanana nechimwe chinhu chakavezwa nounyanzvi nouchenjeri hwomunhu.+