26 “Tarirai kumusoro muone. Ndiani akasika zvinhu izvi?+ Ndiye anobudisa uto razvo maererano nokuwanda kwazvo, anozvishevedza zvose nemazita azvo.+ Nokuda kwoukuru hwesimba rake guru,+ zvaainewo simba guru, hapana kana chimwe chete chazvo chinoshayikwa.