2 VaKorinde 3:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Isu tose,+ patinoratidzira semagirazi kubwinya kwaJehovha+ nezviso zvisina kufukidzwa, tinoshandurirwa+ mumufananidzo+ wakafanana kubva pakubwinya kuenda pakubwinya,+ kungofanana nezvinoitwa naJehovha,+ uyo ari Mudzimu.
18 Isu tose,+ patinoratidzira semagirazi kubwinya kwaJehovha+ nezviso zvisina kufukidzwa, tinoshandurirwa+ mumufananidzo+ wakafanana kubva pakubwinya kuenda pakubwinya,+ kungofanana nezvinoitwa naJehovha,+ uyo ari Mudzimu.