Dheuteronomi 28:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Zvino kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako nokuchenjerera kuita mirayiro yake yose nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwose uku kuchauyawo pauri kwokubata:+ Jeremiya 11:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri: “Munhu asingateereri mashoko esungano iyi ngaatukwe,+
15 “Zvino kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako nokuchenjerera kuita mirayiro yake yose nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwose uku kuchauyawo pauri kwokubata:+
3 uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri: “Munhu asingateereri mashoko esungano iyi ngaatukwe,+