Nehemiya 9:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Makaburukira paGomo reSinai+ mukataura navo muri kudenga,+ mukabva mavapa zvamakatonga+ zvakarurama nemitemo yechokwadi,+ mirau yakanaka+ nemirayiro.+ Pisarema 119:52 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 52 Ndakayeuka zvamakatonga kubvira kare kare, haiwa Jehovha,+Uye izvo zvinondinyaradza.+ Pisarema 119:160 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 160 Zviri mushoko renyu ichokwadi,+Uye zvakarurama zvenyu zvose zvamakatonga zvinogara nokusingagumi.+
13 Makaburukira paGomo reSinai+ mukataura navo muri kudenga,+ mukabva mavapa zvamakatonga+ zvakarurama nemitemo yechokwadi,+ mirau yakanaka+ nemirayiro.+
160 Zviri mushoko renyu ichokwadi,+Uye zvakarurama zvenyu zvose zvamakatonga zvinogara nokusingagumi.+