1 Samueri 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino Samueri akaramba achikura, Jehovha akava naye+ uye haana kuita kuti chero chinhu chipi zvacho pane zvaakataura chiwire pasi.+ Jobho 32:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino Erihu akanga amirira kutaura naJobho, nokuti vakanga vari vakuru kwaari pamazuva.+ Muparidzi 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Mwana murombo asi iye akachenjera+ ari nani kupfuura mambo akwegura asi ari benzi,+ asingachazivi kuti anofanira kunyeverwa.+ Ruka 2:47 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 47 Asi vose vaya vakanga vachimuteerera vakaramba vachishamiswa nokunzwisisa kwake nemhinduro dzake.+
19 Zvino Samueri akaramba achikura, Jehovha akava naye+ uye haana kuita kuti chero chinhu chipi zvacho pane zvaakataura chiwire pasi.+
13 Mwana murombo asi iye akachenjera+ ari nani kupfuura mambo akwegura asi ari benzi,+ asingachazivi kuti anofanira kunyeverwa.+
47 Asi vose vaya vakanga vachimuteerera vakaramba vachishamiswa nokunzwisisa kwake nemhinduro dzake.+