-
2 Makoronike 25:16Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
16 Zvino paakataura naye, mambo akabva ati kwaari: “Takakugadza kuti uve gurukota ramambo here?+ Nyarara kana uchida upenyu.+ Nei vachifanira kukuuraya?” Naizvozvo muprofita wacho akanyarara, asi akati: “Ndinoziva kuti Mwari atsunga kukuparadzai,+ nokuti maita izvi+ uye hamuna kuteerera zano rangu.”+
-