Pisarema 19:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Dzorai mushandi wenyu kuti arege kuita mabasa okuzvikudza;+Musaarega achindikunda.+Kana zvakadaro ndichava akakwana,+Ndichange ndaramba ndisina mhosva yokudarika kuzhinji. VaRoma 6:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Naizvozvo musarega chivi chichiramba chichiva mambo+ mumiviri yenyu inofa kuti muteerere kuchiva kwayo.+
13 Dzorai mushandi wenyu kuti arege kuita mabasa okuzvikudza;+Musaarega achindikunda.+Kana zvakadaro ndichava akakwana,+Ndichange ndaramba ndisina mhosva yokudarika kuzhinji.
12 Naizvozvo musarega chivi chichiramba chichiva mambo+ mumiviri yenyu inofa kuti muteerere kuchiva kwayo.+