RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 22:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  6 Asi ini ndiri honye,+ handisi munhu,

      Ndiri chinhu chinozvidzwa nevanhu uye chinoshorwa nevanhu.+

  • Ruka 17:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Naizvozvo nemiwo, kana maita zvinhu zvose zvamunenge manzi muite, itii, ‘Tiri varanda pasina.+ Zvataita ndizvo zvataifanira kuita.’”

  • Ruka 18:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Asi muteresi amire kure zvishoma akanga asingadi kunyange kutarira kudenga, asi akaramba achizvirova pachipfuva,+ achiti, ‘Haiwa Mwari, ndinzwirei nyasha ini mutadzi.’+

  • 1 Petro 5:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Naizvozvo, zvininipisei pasi poruoko rwaMwari rune simba, kuti iye akukwidziridzei munguva yakakodzera;+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe