Pisarema 139:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Handivengi vaya vanokuvengai kwazvo here, haiwa Jehovha,+Uye handisemeswi nevaya vanokumukirai here?+ Ezekieri 9:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Jehovha akati kwaari: “Pfuura nomuguta, imo muJerusarema, uise chiratidzo pahuma dzevanhu vari kuchema nokugomera+ pamusoro pezvinhu zvose zvinosemesa zviri kuitwa mukati maro.”+
21 Handivengi vaya vanokuvengai kwazvo here, haiwa Jehovha,+Uye handisemeswi nevaya vanokumukirai here?+
4 Jehovha akati kwaari: “Pfuura nomuguta, imo muJerusarema, uise chiratidzo pahuma dzevanhu vari kuchema nokugomera+ pamusoro pezvinhu zvose zvinosemesa zviri kuitwa mukati maro.”+