RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 63:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  5 Mweya wangu unoguta nechikamu chakanaka kwazvo, kunyange chakakora,+

      Miromo yangu inorumbidza nokushevedzera kwokufara.+

  • Pisarema 71:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Haiwa Mwari, makandidzidzisa kubvira ndichiri muduku,+

      Uye kusvikira zvino ndinoramba ndichizivisa mabasa enyu anoshamisa.+

  • Pisarema 145:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  7 Vachafara kwazvo nokutaurwa kwokuwanda kwokunaka kwenyu,+

      Vachashevedzera nomufaro nokuda kwokururama kwenyu.+

  • Johani 4:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Munhu wose anonwa mvura yandichamupa haazombovizve nenyota,+ asi mvura yandichamupa ichava maari tsime remvura+ inotubuka kuti ipe upenyu husingaperi.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe