RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 73:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  6 Naizvozvo kwavari kuzvikudza kwakaita sechishongo chomuhuro;+

      Chisimba chinovafukidza senguo.+

  • Jeremiya 48:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 “Takanzwa nezvokudada kwaMoabhi+—anozvikudza kwazvo—takanzwa nezvokuva kwake pamusoro, nezvokudada kwake, nezvokuzvikudza kwake uye nezvokuzvikwidziridza kwomwoyo wake.”+

  • 1 VaKorinde 4:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 patinenge tichireverwa zvakaipa, tinoteterera;+ tava semarara enyika, tsvina inobviswa pazvinhu zvose, kusvikira zvino.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe