RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 21:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Israeri akamuuraya nomuromo webakatwa,+ akatora nyika yake+ kubvira kuAnoni+ kusvikira kuJabhoki,+ pedyo nevanakomana vaAmoni; nokuti Jazeri+ ndiro muganhu wevanakomana vaAmoni.+

  • Dheuteronomi 2:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Asi Sihoni mambo weHeshbhoni haana kutibvumira kupfuura nemaaiva, nokuti Jehovha Mwari wenyu akanga amurega achisindimara+ uye arega mwoyo wake uchioma, kuti amuise muruoko rwenyu sezvazvakaita nhasi.+

  • Dheuteronomi 31:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Jehovha achaaitira sezvaakaitira Sihoni+ naOgi,+ madzimambo evaAmori, nenyika yavo, paakavatsakatisa.+

  • Vatongi 11:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Jehovha Mwari waIsraeri akaisa Sihoni nevanhu vake vose muruoko rwaIsraeri, zvokuti vakavauraya uye Israeri akaita kuti nyika yose yevaAmori vaigara munyika iyoyo ive yake.+

  • Pisarema 136:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Kunyange Sihoni mambo wevaAmori:+

      Nokuti mutsa wake worudo unogara nokusingagumi;+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe