Genesisi 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Mwari akabva ati: “Mvura iri pasi pematenga ngaiungane munzvimbo imwe uye nyika yakaoma ngaioneke.”+ Uye zvakaita saizvozvo. Pisarema 24:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti iye akaisimbisa kwazvo pamusoro pemakungwa,+Uye anoramba akaisimbisa kwazvo pamusoro penzizi.+
9 Mwari akabva ati: “Mvura iri pasi pematenga ngaiungane munzvimbo imwe uye nyika yakaoma ngaioneke.”+ Uye zvakaita saizvozvo.
2 Nokuti iye akaisimbisa kwazvo pamusoro pemakungwa,+Uye anoramba akaisimbisa kwazvo pamusoro penzizi.+