RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 21:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 “Zvino izvi ndizvo zvandakatonga zvaunofanira kuisa pamberi pavo:+

  • Numeri 15:35
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 35 Kwapera nguva yakati, Jehovha akati kuna Mosesi: “Chokwadi murume wacho anofanira kuurayiwa,+ ungano yose ichimutema nematombo kunze kwomusasa.”+

  • Nehemiya 9:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Makaburukira paGomo reSinai+ mukataura navo muri kudenga,+ mukabva mavapa zvamakatonga+ zvakarurama nemitemo yechokwadi,+ mirau yakanaka+ nemirayiro.+

  • Pisarema 119:137
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 137 Makarurama, haiwa Jehovha,+

      Zvamakatonga zvakarurama.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe