Ruka 18:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Saka, Mwari haangaiti here kuti vakasarudzwa vake vanoshevedzera kwaari masikati nousiku varuramisirwe,+ kunyange achivaitira mwoyo murefu?+
7 Saka, Mwari haangaiti here kuti vakasarudzwa vake vanoshevedzera kwaari masikati nousiku varuramisirwe,+ kunyange achivaitira mwoyo murefu?+