1 Samueri 24:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Jehovha ngaatonge pakati pangu nemi;+ uye Jehovha achanditsivira+ kwamuri, asi ruoko rwangu harusi kuzova pamusoro penyu.+ Isaya 40:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 “Unotaurireiko, haiwa iwe Jakobho, uye unotaurireiko, haiwa iwe Israeri kuti, ‘Nzira yangu yange yakavanzika kuna Jehovha,+ uye kururamisira kwandiri kunonzvenga Mwari wangu’?+ Jeremiya 20:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Asi imi, haiwa Jehovha wemauto, munoongorora munhu akarurama;+ munoona itsvo nomwoyo.+ Regai ndione kuvatsiva kwenyu,+ nokuti ndazivisa mhosva yangu kwamuri.+
12 Jehovha ngaatonge pakati pangu nemi;+ uye Jehovha achanditsivira+ kwamuri, asi ruoko rwangu harusi kuzova pamusoro penyu.+
27 “Unotaurireiko, haiwa iwe Jakobho, uye unotaurireiko, haiwa iwe Israeri kuti, ‘Nzira yangu yange yakavanzika kuna Jehovha,+ uye kururamisira kwandiri kunonzvenga Mwari wangu’?+
12 Asi imi, haiwa Jehovha wemauto, munoongorora munhu akarurama;+ munoona itsvo nomwoyo.+ Regai ndione kuvatsiva kwenyu,+ nokuti ndazivisa mhosva yangu kwamuri.+