RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 10:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Iye achagumisa kunaka kwesango rake nokwomunda+ wake wemichero kubvira kumweya kusvikira kunyama, uye zvichava sokupera kwomunhu ari kurwara.+

  • Ezekieri 20:47
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 47 Uti kusango rokumaodzanyemba, ‘Inzwa shoko raJehovha. Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Tarira ndichabatidza moto kuti ukupise,+ iwo uchaparadza miti yose ichiri minyoro nemiti yose yakaoma iri mauri.+ Murazvo wacho unobvira hauzodzimwi,+ zviso zvose zvichapiswa nawo kubvira kumaodzanyemba kusvikira kuchamhembe.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe