Pisarema 57:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Mweya wangu uri pakati peshumba;+Handigoni kurara pasi pakati pevaparadzi, kunyange vanakomana vevanhu,Vane mazino anenge mapfumo nemiseve,+Vane rurimi runenge bakatwa rakapinza.+ Jeremiya 6:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Musabuda muchienda kusango, uye musafamba kunyange munzira; nokuti kune bakatwa romuvengi, kune zvinhu zvinotyisa kumativi ose.+
4 Mweya wangu uri pakati peshumba;+Handigoni kurara pasi pakati pevaparadzi, kunyange vanakomana vevanhu,Vane mazino anenge mapfumo nemiseve,+Vane rurimi runenge bakatwa rakapinza.+
25 Musabuda muchienda kusango, uye musafamba kunyange munzira; nokuti kune bakatwa romuvengi, kune zvinhu zvinotyisa kumativi ose.+