Isaya 64:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kubvira kare kare hapana kana akanzwa,+ uyewo hapana akamboteerera, uyewo hapana ziso rakaona mumwe Mwari, kunze kwenyu,+ imi munoshandira iye anoramba achitarisira kwamuri.+ 1 VaKorinde 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Ziso harina kuona nenzeve haina kunzwa, uyewo mumwoyo momunhu hamuna kufungwa zvinhu izvo Mwari akagadzirira vaya vanomuda.”+
4 Kubvira kare kare hapana kana akanzwa,+ uyewo hapana akamboteerera, uyewo hapana ziso rakaona mumwe Mwari, kunze kwenyu,+ imi munoshandira iye anoramba achitarisira kwamuri.+
9 Asi sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Ziso harina kuona nenzeve haina kunzwa, uyewo mumwoyo momunhu hamuna kufungwa zvinhu izvo Mwari akagadzirira vaya vanomuda.”+