2 Samueri 3:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Naizvozvo Joabhi akapinda maiva namambo akati: “Maitei?+ Tarirai! Abhineri auya kwamuri. Mamuregerei achienda zvokuti abudirira kuenda? 2 Samueri 3:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Ini nhasi handina simba kunyange ndakazodzwa+ samambo, uye varume ava, ivo vanakomana vaZeruya,+ vanondiitira utsinye kwazvo.+ Jehovha ngaatsive munhu anoita zvakaipa maererano nezvakaipa zvake.”+ Muparidzi 10:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ndakaona vashandi vari pamabhiza asi machinda achifamba pasi sezvinoita vashandi.+ Isaya 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Vanhu vachadzvinyirirana, mumwe nomumwe achidzvinyirira wokwake.+ Vachamukirana, mukomana neharahwa,+ anozvidzwa neanofanira kukudzwa.+
24 Naizvozvo Joabhi akapinda maiva namambo akati: “Maitei?+ Tarirai! Abhineri auya kwamuri. Mamuregerei achienda zvokuti abudirira kuenda?
39 Ini nhasi handina simba kunyange ndakazodzwa+ samambo, uye varume ava, ivo vanakomana vaZeruya,+ vanondiitira utsinye kwazvo.+ Jehovha ngaatsive munhu anoita zvakaipa maererano nezvakaipa zvake.”+
5 Vanhu vachadzvinyirirana, mumwe nomumwe achidzvinyirira wokwake.+ Vachamukirana, mukomana neharahwa,+ anozvidzwa neanofanira kukudzwa.+