1 Madzimambo 21:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Itai kuti varume vaviri,+ vanhu pasina,+ vagare pamberi pake, uye ngavamupomere,+ vachiti, ‘Wakatuka Mwari namambo!’+ Budai naye mumuteme nematombo kuti afe.”+ Zvirevo 14:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Chapupu chakatendeka ndechiya chisingazorevi nhema,+ asi chapupu chenhema chinobudisa nhema dzoga.+ Mika 7:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Maoko avo ari pane zvakaipa, kuti vanyatsozviita;+ muchinda ari kukumbira chimwe chinhu, uye uya ari kutonga anoita kudaro kuti awane mubayiro,+ munhu mukuru ari kutaura zvinoda mweya wake, zvaanoda iye pachake;+ uye vanozviruka pamwe chete. Mabasa 6:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vakabva vafurira vanhu pachivande kuti vataure kuti:+ “Takamunzwa achitaura mashoko okumhura+ Mosesi naMwari.”
10 Itai kuti varume vaviri,+ vanhu pasina,+ vagare pamberi pake, uye ngavamupomere,+ vachiti, ‘Wakatuka Mwari namambo!’+ Budai naye mumuteme nematombo kuti afe.”+
5 Chapupu chakatendeka ndechiya chisingazorevi nhema,+ asi chapupu chenhema chinobudisa nhema dzoga.+
3 Maoko avo ari pane zvakaipa, kuti vanyatsozviita;+ muchinda ari kukumbira chimwe chinhu, uye uya ari kutonga anoita kudaro kuti awane mubayiro,+ munhu mukuru ari kutaura zvinoda mweya wake, zvaanoda iye pachake;+ uye vanozviruka pamwe chete.
11 Vakabva vafurira vanhu pachivande kuti vataure kuti:+ “Takamunzwa achitaura mashoko okumhura+ Mosesi naMwari.”