1 Madzimambo 21:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Itai kuti varume vaviri,+ vanhu pasina,+ vagare pamberi pake, uye ngavamupomere,+ vachiti, ‘Wakatuka Mwari namambo!’+ Budai naye mumuteme nematombo kuti afe.”+ Mateu 26:59 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 59 Munguva iyoyi vapristi vakuru neSanihedrini yose vakanga vachitsvaka uchapupu hwenhema hwokupomera Jesu kuti vamuuraye,+
10 Itai kuti varume vaviri,+ vanhu pasina,+ vagare pamberi pake, uye ngavamupomere,+ vachiti, ‘Wakatuka Mwari namambo!’+ Budai naye mumuteme nematombo kuti afe.”+
59 Munguva iyoyi vapristi vakuru neSanihedrini yose vakanga vachitsvaka uchapupu hwenhema hwokupomera Jesu kuti vamuuraye,+