Zvirevo 10:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvirevo zvaSoromoni.+ Mwanakomana akachenjera ndiye anoita kuti baba vafare,+ asi mwanakomana benzi anoshungurudza amai vake.+ Zvirevo 27:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Mwanakomana wangu, iva akachenjera ufadze mwoyo wangu,+ kuti ndigone kupindura iye anondishora.+ 3 Johani 4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Handina chikonzero chikuru chokuonga chinopfuura zvinhu izvi, kuti ndinzwe kuti vana vangu vari kuramba vachifamba muchokwadi.+
10 Zvirevo zvaSoromoni.+ Mwanakomana akachenjera ndiye anoita kuti baba vafare,+ asi mwanakomana benzi anoshungurudza amai vake.+
4 Handina chikonzero chikuru chokuonga chinopfuura zvinhu izvi, kuti ndinzwe kuti vana vangu vari kuramba vachifamba muchokwadi.+