Numeri 16:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Zvino paakangopedza kutaura mashoko aya ose, pavakanga vakamira pakatanga kutsemuka.+ Mabasa 5:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Somuenzaniso, mazuva ano asati asvika Tudhasi akamuka, achizviti akanga ari munhu anokosha,+ uye varume vazhinji, vanenge mazana mana, vakabatana neboka rake.+ Asi akaurayiwa, uye vose vaimuteerera vakapararira, zvikashaya basa.
36 Somuenzaniso, mazuva ano asati asvika Tudhasi akamuka, achizviti akanga ari munhu anokosha,+ uye varume vazhinji, vanenge mazana mana, vakabatana neboka rake.+ Asi akaurayiwa, uye vose vaimuteerera vakapararira, zvikashaya basa.