2 Samueri 13:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Absaromu haana kutaura naAmnoni zvakaipa kana zvakanaka; nokuti Absaromu akavenga+ Amnoni nokuti akanga anyadzisa Tamari hanzvadzi yake. Zvirevo 10:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kumunhu anovanza ruvengo kune miromo yenhema,+ uye anounza mashoko akaipa ibenzi.+
22 Absaromu haana kutaura naAmnoni zvakaipa kana zvakanaka; nokuti Absaromu akavenga+ Amnoni nokuti akanga anyadzisa Tamari hanzvadzi yake.