2 Samueri 13:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Absaromu haana zvaakataura naAmnoni, zvingava zvakanaka kana zvakaipa; nekuti Absaromu akanga ava kuvenga+ Amnoni nemhaka yekuti akanga anyadzisa hanzvadzi yake Tamari.+
22 Absaromu haana zvaakataura naAmnoni, zvingava zvakanaka kana zvakaipa; nekuti Absaromu akanga ava kuvenga+ Amnoni nemhaka yekuti akanga anyadzisa hanzvadzi yake Tamari.+