2 Samueri 13:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Absaromu akazoti: “Ndapota, kana imi musiri kuenda, Amnoni mukoma wangu ngaaende nesu.”+ Mambo akabva ati kwaari: “Anofanira kuenderei newe?” Pisarema 12:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Vanoramba vachitaurirana nhema;+Vanoramba vachitaura nomuromo unonyengera+ kunyange nemwoyo miviri.+ Pisarema 28:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Musandikweva pamwe chete nevanhu vakaipa nevanoita zvinhu zvinokuvadza,+Vaya vanotaura zvorugare neshamwari dzavo+ asi mumwoyo mavo muine zvinhu zvinokuvadza.+
26 Absaromu akazoti: “Ndapota, kana imi musiri kuenda, Amnoni mukoma wangu ngaaende nesu.”+ Mambo akabva ati kwaari: “Anofanira kuenderei newe?”
2 Vanoramba vachitaurirana nhema;+Vanoramba vachitaura nomuromo unonyengera+ kunyange nemwoyo miviri.+
3 Musandikweva pamwe chete nevanhu vakaipa nevanoita zvinhu zvinokuvadza,+Vaya vanotaura zvorugare neshamwari dzavo+ asi mumwoyo mavo muine zvinhu zvinokuvadza.+