Zvirevo 5:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Munhu akaipa achabatwa nokukanganisa kwake,+ uye achabatwa netambo dzechivi chake.+ 2 Timoti 2:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 uye vapengenuke kubva mumusungo+ waDhiyabhorosi, zvavakabatwa naye vari vapenyu+ kuti vaite zvinodiwa naiyeye.
26 uye vapengenuke kubva mumusungo+ waDhiyabhorosi, zvavakabatwa naye vari vapenyu+ kuti vaite zvinodiwa naiyeye.