Zvirevo 13:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Munhu anorega shamhu yake anovenga mwanakomana wake,+ asi anomuda ndiye anotsvaka kumuranga.+ Zvirevo 19:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Ranga mwanakomana wako pachine tariro;+ uye mweya wako ngaurege kuva nechido chokumuuraya.+ VaHebheru 12:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Chokwadi, hapana kurangwa kunoita sokunofadza panguva ino, asi kunoshungurudza;+ pashure kwozoberekera vakarovedzwa nakwo chibereko chine rugare,+ iko kururama.+
11 Chokwadi, hapana kurangwa kunoita sokunofadza panguva ino, asi kunoshungurudza;+ pashure kwozoberekera vakarovedzwa nakwo chibereko chine rugare,+ iko kururama.+