Johani 7:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nyika haina chikonzero chokukuvengai, asi inondivenga, nokuti ndinopupura pamusoro payo kuti mabasa ayo akaipa.+ 1 Johani 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Hama, musashamiswa kuti nyika inokuvengai.+
7 Nyika haina chikonzero chokukuvengai, asi inondivenga, nokuti ndinopupura pamusoro payo kuti mabasa ayo akaipa.+