Mateu 5:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Munofara imi kana vanhu vachikuzvidzai+ nokukutambudzai+ nokukureverai zvenhema zvinhu zvakaipa zvemarudzi ose nokuda kwangu. Johani 15:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kana nyika ichikuvengai, munoziva kuti yakandivenga isati yakuvengai.+ 2 Timoti 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Chokwadi, vose vaya vanoda kurarama vachizvipira kuna Mwari muna Kristu Jesu vachatambudzwawo.+
11 “Munofara imi kana vanhu vachikuzvidzai+ nokukutambudzai+ nokukureverai zvenhema zvinhu zvakaipa zvemarudzi ose nokuda kwangu.