Zvirevo 18:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Miromo yebenzi inoita kuti pave nokupopotedzana,+ uye muromo waro unoita kuti rirohwe.+ Zvirevo 20:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Munhu asingaiti nharo anokudzwa,+ asi munhu wose benzi anongoita nharo.+ Zvirevo 25:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Usachimbidza kunomhan’ara mhosva, kuti usazoshaya zvokuita pakupedzisira mumwe wako paanokunyadzisa.+
8 Usachimbidza kunomhan’ara mhosva, kuti usazoshaya zvokuita pakupedzisira mumwe wako paanokunyadzisa.+