Zvirevo 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Rayiridza munhu akachenjera uye iye achawedzera kuchenjera.+ Ipa munhu akarurama zivo uye iye achawedzera kudzidza. Zvirevo 22:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Unoona munhu ane unyanzvi pabasa rake here? Iye achamira pamberi pemadzimambo;+ haazomiri pamberi pevanhuwo zvavo. Dhanieri 1:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Panyaya dzose dzouchenjeri nokunzwisisa+ dzavaibvunzwa namambo, akawana kuti vaipfuura nekagumi vapristi vose vaiita zvemashiripiti+ nen’anga+ vaiva muumambo hwake hwose.
9 Rayiridza munhu akachenjera uye iye achawedzera kuchenjera.+ Ipa munhu akarurama zivo uye iye achawedzera kudzidza.
29 Unoona munhu ane unyanzvi pabasa rake here? Iye achamira pamberi pemadzimambo;+ haazomiri pamberi pevanhuwo zvavo.
20 Panyaya dzose dzouchenjeri nokunzwisisa+ dzavaibvunzwa namambo, akawana kuti vaipfuura nekagumi vapristi vose vaiita zvemashiripiti+ nen’anga+ vaiva muumambo hwake hwose.