Genesisi 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Asi mhute+ yaikwira ichibva panyika uye yaidiridza nyika yose.+ Genesisi 7:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Mugore remazana matanhatu roupenyu hwaNoa, mumwedzi wechipiri, nezuva rechigumi nemanomwe romwedzi wacho, pazuva iri zvitubu zvose zvemvura yakadzika kwazvo zvakavhurwa nemagedhi emvura okumatenga akavhurwa.+ Genesisi 8:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvitubu zvemvura yakadzika+ nemagedhi emvura+ okumatenga zvakavharwa, naizvozvo mvura zhinji yaibva kumatenga yakamiswa. Pisarema 104:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Makaifukidza nemvura yakadzika senguo.+Mvura yakanga yakamira pamusoro pemakomo.+
11 Mugore remazana matanhatu roupenyu hwaNoa, mumwedzi wechipiri, nezuva rechigumi nemanomwe romwedzi wacho, pazuva iri zvitubu zvose zvemvura yakadzika kwazvo zvakavhurwa nemagedhi emvura okumatenga akavhurwa.+
2 Zvitubu zvemvura yakadzika+ nemagedhi emvura+ okumatenga zvakavharwa, naizvozvo mvura zhinji yaibva kumatenga yakamiswa.