Pisarema 9:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Makatuka marudzi,+ makaparadza munhu akaipa.+Makadzima zita ravo nokusingagumi kunyange nokusingaperi.+ Pisarema 109:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ngazvive pamberi paJehovha nguva dzose;+Ngaaparadze kuyeukwa kwavo panyika;+
5 Makatuka marudzi,+ makaparadza munhu akaipa.+Makadzima zita ravo nokusingagumi kunyange nokusingaperi.+