-
Jeremiya 40:4Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
4 Zvino tarira! ndakusunungura nhasi mumakechemu anga ari pamaoko ako. Kana zvakanaka kwauri kuti uende neni kuBhabhironi, handei, uye ndicharamba ndichikutarisira.+ Asi kana zvakaipa kwauri kuti uende neni kuBhabhironi, rega. Ona! Nyika yose iri pamberi pako. Enda chero kupi zvako kwakakunakira uye kwakarurama kwauri.”+
-