1 Makoronike 5:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Vakabatsirwa kuvarwisa, zvokuti vaHagri navose vavaiva navo vakaiswa muruoko rwavo, nokuti vakashevedzera kuna Mwari kuti vabatsirwe+ mukurwa, iye akabvuma kutetererwa navo nokuti vaivimba naye.+ Pisarema 37:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vimba naJehovha uite zvakanaka;+Gara panyika, uite zvinhu nokutendeka.+ Pisarema 37:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Jehovha achavabatsira, ovapukunyutsa.+Achavapukunyutsa pavanhu vakaipa, ovaponesa,+Nokuti vakapotera kwaari.+ Pisarema 84:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Haiwa Jehovha wemauto, anofara munhu anovimba nemi.+ Jeremiya 17:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Akakomborerwa murume anovimba naJehovha, uye akaita Jehovha chivimbo chake.+
20 Vakabatsirwa kuvarwisa, zvokuti vaHagri navose vavaiva navo vakaiswa muruoko rwavo, nokuti vakashevedzera kuna Mwari kuti vabatsirwe+ mukurwa, iye akabvuma kutetererwa navo nokuti vaivimba naye.+
40 Jehovha achavabatsira, ovapukunyutsa.+Achavapukunyutsa pavanhu vakaipa, ovaponesa,+Nokuti vakapotera kwaari.+