Zvirevo 11:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Munhu akaipa anowana mubayiro wenhema,+ asi anodyara kururama anowana mubayiro wechokwadi.+ Zvirevo 14:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Kune nzira yakarurama mukuona kwomunhu,+ asi kuguma kwayo inzira dzorufu.+ Ruka 12:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 uye ndichati+ kumweya wangu: “Mweya, une zvinhu zvakanaka zvizhinji zvakachengeterwa makore mazhinji; zorora zvako, udye, unwe, ufare.”’+ 1 VaKorinde 1:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Munhu akachenjera ari kupi? Munyori ari kupi?+ Munhu ane nharo+ womumamiriro ezvinhu epanguva ino ari kupi?+ Mwari haana kuita kuti uchenjeri hwenyika ino huve upenzi here?+
19 uye ndichati+ kumweya wangu: “Mweya, une zvinhu zvakanaka zvizhinji zvakachengeterwa makore mazhinji; zorora zvako, udye, unwe, ufare.”’+
20 Munhu akachenjera ari kupi? Munyori ari kupi?+ Munhu ane nharo+ womumamiriro ezvinhu epanguva ino ari kupi?+ Mwari haana kuita kuti uchenjeri hwenyika ino huve upenzi here?+