RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Muparidzi 7:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Zviri nani kuenda kuimba yokuchema pane kuenda kuimba yemabiko,+ nokuti ndiwo mugumo wevanhu vose; uye munhu mupenyu anofanira kuzvifungisisa nomwoyo wake.

  • Muparidzi 7:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Mwoyo yevakachenjera iri muimba yokuchema,+ asi mwoyo yemapenzi iri muimba yokufara.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe