Zvirevo 27:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Munhu ane njere anoona dambudziko ovanda;+ vasina zivo vanopfuura havo votambura migumisiro yacho.+ VaRoma 16:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Nokuti vanhu vorudzi irworwo havasi varanda vaShe wedu Kristu, asi vematumbu avo;+ uye vanonyengedza mwoyo yevasina mhosva vachishandisa kutaura kunonyengera+ nokutaura kwokurumbidza.+
12 Munhu ane njere anoona dambudziko ovanda;+ vasina zivo vanopfuura havo votambura migumisiro yacho.+
18 Nokuti vanhu vorudzi irworwo havasi varanda vaShe wedu Kristu, asi vematumbu avo;+ uye vanonyengedza mwoyo yevasina mhosva vachishandisa kutaura kunonyengera+ nokutaura kwokurumbidza.+