Genesisi 39:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Mukadzi wacho akabva abata nguo yake,+ achiti: “Rara neni!”+ Asi iye akasiya nguo yake muruoko rwake, akatiza, akabuda panze.+ 1 VaTesaronika 5:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Regai zvakaipa zvose.+
12 Mukadzi wacho akabva abata nguo yake,+ achiti: “Rara neni!”+ Asi iye akasiya nguo yake muruoko rwake, akatiza, akabuda panze.+