Pisarema 141:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Kana munhu akarurama akandirova, waizova mutsa worudo;+Kana akanditsiura, aizova mafuta omusoro wangu,+Ayo musoro wangu waisazoda kuramba.+Nokuti ndaizongonyengetera kunyange munguva yokutambudzika kwavo.+ Zvirevo 3:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 zvichava upenyu kumweya wako+ norunako mumutsipa mako.+ Zvirevo 4:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Huchapa musoro wako chishongo chakanaka chakaita sehata;+ huchaisa korona yorunako pauri.”+
5 Kana munhu akarurama akandirova, waizova mutsa worudo;+Kana akanditsiura, aizova mafuta omusoro wangu,+Ayo musoro wangu waisazoda kuramba.+Nokuti ndaizongonyengetera kunyange munguva yokutambudzika kwavo.+