Genesisi 42:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Josefa ndiye murume aiva nesimba panyika yacho.+ Ndiye aitengesera vanhu vose vomunyika.+ Naizvozvo vakoma vaJosefa vakasvika vakamukotamira zviso zvavo zvakatarira pasi.+ Isaya 60:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Vanakomana vevaya vari kukutambudza vachauya kwauri, vachikotama;+ vaya vose vasingakuremekedzi vachakotama patsoka dzako,+ uye vachakutumidza kuti guta raJehovha, Ziyoni+ roMutsvene waIsraeri.
6 Josefa ndiye murume aiva nesimba panyika yacho.+ Ndiye aitengesera vanhu vose vomunyika.+ Naizvozvo vakoma vaJosefa vakasvika vakamukotamira zviso zvavo zvakatarira pasi.+
14 “Vanakomana vevaya vari kukutambudza vachauya kwauri, vachikotama;+ vaya vose vasingakuremekedzi vachakotama patsoka dzako,+ uye vachakutumidza kuti guta raJehovha, Ziyoni+ roMutsvene waIsraeri.